Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nahl — Ayah 101

16:101
وَإِذَا بَدَّلۡنَآ ءَايَةٗ مَّكَانَ ءَايَةٖ وَٱللَّهُ أَعۡلَمُ بِمَا يُنَزِّلُ قَالُوٓاْ إِنَّمَآ أَنتَ مُفۡتَرِۭۚ بَلۡ أَكۡثَرُهُمۡ لَا يَعۡلَمُونَ ١٠١
Uye tikachinja ndima (yemuQur’aan) panzvimbo peimwe ndima, uye Allah vanoziva zvakanyanya izvo zvavanodzikisa, (vasingatendi) vanoti: “Zvirokwazvo uri munyepi.” Asi vazhinji vavo havazivi.

Changelog