Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nahl — Ayah 103

16:103
وَلَقَدۡ نَعۡلَمُ أَنَّهُمۡ يَقُولُونَ إِنَّمَا يُعَلِّمُهُۥ بَشَرٞۗ لِّسَانُ ٱلَّذِي يُلۡحِدُونَ إِلَيۡهِ أَعۡجَمِيّٞ وَهَٰذَا لِسَانٌ عَرَبِيّٞ مُّبِينٌ ١٠٣
Uye zvirokwazvo, tinoziva kuti (vasingatendi) vanoti: “Zvirokwazvo, ari kudzidziswa (Muhammad (SAW)) nendambasukuse.” Rurimi rwemurume avarikutaura nderwemubvakure, asi iri (Qur’aan) rurimi rwuri pachena rwechiArabhu.

Changelog