Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nahl — Ayah 120

16:120
إِنَّ إِبۡرَٰهِيمَ كَانَ أُمَّةٗ قَانِتٗا لِّلَّهِ حَنِيفٗا وَلَمۡ يَكُ مِنَ ٱلۡمُشۡرِكِينَ ١٢٠
Zvirokwazvo, Abrahamu akanga ari Ummah (mutungamiri kana dzinza) aiteerera Allah, Haneef (ainamata Allah chete), uye akanga asiri pakati peavo vanosanganisa Allah nevamwe vanamwari.

Changelog