Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nahl — Ayah 35

16:35
وَقَالَ ٱلَّذِينَ أَشۡرَكُواْ لَوۡ شَآءَ ٱللَّهُ مَا عَبَدۡنَا مِن دُونِهِۦ مِن شَيۡءٖ نَّحۡنُ وَلَآ ءَابَآؤُنَا وَلَا حَرَّمۡنَا مِن دُونِهِۦ مِن شَيۡءٖۚ كَذَٰلِكَ فَعَلَ ٱلَّذِينَ مِن قَبۡلِهِمۡۚ فَهَلۡ عَلَى ٱلرُّسُلِ إِلَّا ٱلۡبَلَٰغُ ٱلۡمُبِينُ ٣٥
Uye avo vaisanganisa Allah nevamwe vanamwari mukunamata vakati: “Dai Allah vaida, tingadai tisina kunamata chimwe chinhu kunze kwaivo (Allah) isusu kana madzitateguru edu, kana kurambidza chimwe chinhu pasina ivo (murawo kubva kwavari).” Saizvozvo zvakaitwa neavo vaivepo vasati vavepo. Naizvozvo vatumwa havana kutumwa asi kuzosvitsa shoko raAllah zviri pachena.

Changelog