Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nahl — Ayah 62

16:62
وَيَجۡعَلُونَ لِلَّهِ مَا يَكۡرَهُونَۚ وَتَصِفُ أَلۡسِنَتُهُمُ ٱلۡكَذِبَ أَنَّ لَهُمُ ٱلۡحُسۡنَىٰۚ لَا جَرَمَ أَنَّ لَهُمُ ٱلنَّارَ وَأَنَّهُم مُّفۡرَطُونَ ٦٢
Uye vanopa kuna Allah zvavasingadi, uye ndimi dzavo dzinonyepa kuti zvirokwazvo zvakanaka zvichange zviri zvavo. Pasina kugunun’una, zvirokwazvo vachawana moto, uye vachava vanoendeswa ikoko nekukasika, uye vosiiwa vakarasirirwa.

Changelog