Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nahl — Ayah 65

16:65
وَٱللَّهُ أَنزَلَ مِنَ ٱلسَّمَآءِ مَآءٗ فَأَحۡيَا بِهِ ٱلۡأَرۡضَ بَعۡدَ مَوۡتِهَآۚ إِنَّ فِي ذَٰلِكَ لَأٓيَةٗ لِّقَوۡمٖ يَسۡمَعُونَ ٦٥
Uye Allah vanodzikisa mvura kubva kudenga, uye vanomutsa nyika nemvura iyoyo mushure mekunge yafa. Zvirokwazvo, mune izvi mune chiratidzo kune avo vanhu vanonzwa (vanoteerera Allah).

Changelog