Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nahl — Ayah 75

16:75
۞ ضَرَبَ ٱللَّهُ مَثَلًا عَبۡدٗا مَّمۡلُوكٗا لَّا يَقۡدِرُ عَلَىٰ شَيۡءٖ وَمَن رَّزَقۡنَٰهُ مِنَّا رِزۡقًا حَسَنٗا فَهُوَ يُنفِقُ مِنۡهُ سِرّٗا وَجَهۡرًاۖ هَلۡ يَسۡتَوُۥنَۚ ٱلۡحَمۡدُ لِلَّهِۚ بَلۡ أَكۡثَرُهُمۡ لَا يَعۡلَمُونَ ٧٥
Allah vanoisa mberi muenzaniso wemuranda (asingatendi) ari pasi peumwe munhu, haana simba rezvese, uye nemurume (mutendi) uyo watakapa raramo yakanaka kubva kwatiri uye anoishandisa muchivande uye nepachena. Vakaenzana here? Kurumbidzwa kwese nekutenda ndekwa Allah. Asi vakawanda vavo havazivi.

Changelog