Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nahl — Ayah 89

16:89
وَيَوۡمَ نَبۡعَثُ فِي كُلِّ أُمَّةٖ شَهِيدًا عَلَيۡهِم مِّنۡ أَنفُسِهِمۡۖ وَجِئۡنَا بِكَ شَهِيدًا عَلَىٰ هَٰٓؤُلَآءِۚ وَنَزَّلۡنَا عَلَيۡكَ ٱلۡكِتَٰبَ تِبۡيَٰنٗا لِّكُلِّ شَيۡءٖ وَهُدٗى وَرَحۡمَةٗ وَبُشۡرَىٰ لِلۡمُسۡلِمِينَ ٨٩
Uye iro zuva ratichasimudza kubva kumadzinza ese mupupuri kwavari kubva mavari. Uye tichakuunza (Muhammad (SAW)) semupupuri kwavari. Uye takatumidzira kwauri Gwaro (Qur’aan) setsanangudzo yezvose, gwara, tsitsi, uye mashoko akanaka kune avo vakazvipira pachavo (kuna Allah semaMuslim).

Changelog