Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nahl — Ayah 9

16:9
وَعَلَى ٱللَّهِ قَصۡدُ ٱلسَّبِيلِ وَمِنۡهَا جَآئِرٞۚ وَلَوۡ شَآءَ لَهَدَىٰكُمۡ أَجۡمَعِينَ ٩
Uye Allah ndivo vane kodzero yekutsanangudza nzira yakatwasuka. Asi pane nzira dzinotsauka (Kunamata zvidhori, chiJudha nechiKristu). Uye dai vaida, vangadai vakakutungamirirai mose.

Changelog