Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Isra — Ayah 104

17:104
وَقُلۡنَا مِنۢ بَعۡدِهِۦ لِبَنِيٓ إِسۡرَٰٓءِيلَ ٱسۡكُنُواْ ٱلۡأَرۡضَ فَإِذَا جَآءَ وَعۡدُ ٱلۡأٓخِرَةِ جِئۡنَا بِكُمۡ لَفِيفٗا ١٠٤
Uye takati kuvana vaIzirairi mumashure make: “Garai panyika, asi kana vimbiso yekupedzisira yauya pedyo (Zuva rekumutsva kana kudzoka kwaJesu panyika), tichakuunzai pamwe chete seboka rakasanganiswa (madzinza akasiyana-siyana akaunganidzwa).

Changelog