Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Isra — Ayah 18

17:18
مَّن كَانَ يُرِيدُ ٱلۡعَاجِلَةَ عَجَّلۡنَا لَهُۥ فِيهَا مَا نَشَآءُ لِمَن نُّرِيدُ ثُمَّ جَعَلۡنَا لَهُۥ جَهَنَّمَ يَصۡلَىٰهَا مَذۡمُومٗا مَّدۡحُورٗا ١٨
Uyo anoshuvira kukurumidza kwezvinhu (mufaro wepanyika), tinomupa nekukurumidza zvatinoda uyo watinoda. Uye takamugadzirira Gehena raachaenda, achidzikisirwa pamwe nekurambwa (ari kure netsitsi dzaAllah).

Changelog