Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Isra — Ayah 25

17:25
رَّبُّكُمۡ أَعۡلَمُ بِمَا فِي نُفُوسِكُمۡۚ إِن تَكُونُواْ صَٰلِحِينَ فَإِنَّهُۥ كَانَ لِلۡأَوَّٰبِينَ غَفُورٗا ٢٥
Tenzi venyu vanoziva zvakanaka zviri muhana dzenyu. Kana muri vanhu vanoita zvakanaka, naizvozvo zvirokwazvo (Allah) vanoregerera zvikuru avo vanovakumbira ruregerero.

Changelog