Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Isra — Ayah 33

17:33
وَلَا تَقۡتُلُواْ ٱلنَّفۡسَ ٱلَّتِي حَرَّمَ ٱللَّهُ إِلَّا بِٱلۡحَقِّۗ وَمَن قُتِلَ مَظۡلُومٗا فَقَدۡ جَعَلۡنَا لِوَلِيِّهِۦ سُلۡطَٰنٗا فَلَا يُسۡرِف فِّي ٱلۡقَتۡلِۖ إِنَّهُۥ كَانَ مَنصُورٗا ٣٣
Uye usava unouraya moyo wakaitwa Haraam (wakarambidzwa) naAllah, kunze kwekuti pane chikonzero chechokwadi. Uye wese anourayiwa zvisina kodzero, tinopa mugari wenhaka wake simba (rekuti muurayi ngaauraiwe, kana kuregererwa, kana kupihwa muripo). Asi ngaasava anopfurikidza pakuuraya (ngaauraye muurayi chete kwete mumwe munhu kana vamwe vanhu). Zvirokwazvo, anobatsirwa (nemutemo weIslaam).

Changelog