Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Isra — Ayah 5

17:5
فَإِذَا جَآءَ وَعۡدُ أُولَىٰهُمَا بَعَثۡنَا عَلَيۡكُمۡ عِبَادٗا لَّنَآ أُوْلِي بَأۡسٖ شَدِيدٖ فَجَاسُواْ خِلَٰلَ ٱلدِّيَارِۚ وَكَانَ وَعۡدٗا مَّفۡعُولٗا ٥
Naizvozvo, payakauya vimbiso yekutanga kubva kuvimbiso mbiri, takakutumidzirai varanda vedu vanogona kurwa zvinotyisa. Vakapinda mukati-kati medzimba dzenyu. Uye yakava vimbiso yakazadziswa.

Changelog