Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Isra — Ayah 60

17:60
وَإِذۡ قُلۡنَا لَكَ إِنَّ رَبَّكَ أَحَاطَ بِٱلنَّاسِۚ وَمَا جَعَلۡنَا ٱلرُّءۡيَا ٱلَّتِيٓ أَرَيۡنَٰكَ إِلَّا فِتۡنَةٗ لِّلنَّاسِ وَٱلشَّجَرَةَ ٱلۡمَلۡعُونَةَ فِي ٱلۡقُرۡءَانِۚ وَنُخَوِّفُهُمۡ فَمَا يَزِيدُهُمۡ إِلَّا طُغۡيَٰنٗا كَبِيرٗا ٦٠
Uye (rangarira) apo patakakuudza: “Zvirokwazvo, Tenzi vako vakakomberedza vanhu (vari mumaoko avo).” Uye hatina kuita chiratidzo chatakakuratidza (Muhammad (SAW), Mi’raaj (Rwendo rwekudenga)) asi semuedzo kune vanhu, uye nemuti (weZaqqoom) wakashorwa muQur’aan. Uye tinovatsiura uye tovaita kuti vatye, asi zvinovawedzera kusatenda kukuru nekusateerera Allah.

Changelog