Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Isra — Ayah 71

17:71
يَوۡمَ نَدۡعُواْ كُلَّ أُنَاسِۭ بِإِمَٰمِهِمۡۖ فَمَنۡ أُوتِيَ كِتَٰبَهُۥ بِيَمِينِهِۦ فَأُوْلَٰٓئِكَ يَقۡرَءُونَ كِتَٰبَهُمۡ وَلَا يُظۡلَمُونَ فَتِيلٗا ٧١
(Uye rangarira) zuva ratichasheedza vanhu vese nevatungamiriri vavo (maporofita avo, kana magwaro ezviito zvavo, kana Mabhuku avo seQur’aan, Torah neVhangeri, kana kuti vatungamiriri vavo panyika vavaitevera). Saka uyo achapihwa gwaro rake kuruoko rwake rwerudyi, vakadaro vachavarenga magwaro avo, uye havazombodzvanyirirwi.

Changelog