Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Kahf — Ayah 18

18:18
وَتَحۡسَبُهُمۡ أَيۡقَاظٗا وَهُمۡ رُقُودٞۚ وَنُقَلِّبُهُمۡ ذَاتَ ٱلۡيَمِينِ وَذَاتَ ٱلشِّمَالِۖ وَكَلۡبُهُم بَٰسِطٞ ذِرَاعَيۡهِ بِٱلۡوَصِيدِۚ لَوِ ٱطَّلَعۡتَ عَلَيۡهِمۡ لَوَلَّيۡتَ مِنۡهُمۡ فِرَارٗا وَلَمُلِئۡتَ مِنۡهُمۡ رُعۡبٗا ١٨
Uye waifunga kuti vakamuka, asi vakarara. Uye takavashozhonyora kurudyi rwavo uye nekuruboshwe rwavo, uye imbwa yavo yakatwasanudza makumbo ayo maviri pamusuwo (webako kana panzvimbo iri pedyo nawo). Dai wakavatarisa, ungadai wakafuratira kwavari uchitiza, uye ungadai wakazadzwa nekuvatya.

Changelog