Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Kahf — Ayah 2

18:2
قَيِّمٗا لِّيُنذِرَ بَأۡسٗا شَدِيدٗا مِّن لَّدُنۡهُ وَيُبَشِّرَ ٱلۡمُؤۡمِنِينَ ٱلَّذِينَ يَعۡمَلُونَ ٱلصَّٰلِحَٰتِ أَنَّ لَهُمۡ أَجۡرًا حَسَنٗا ٢
Rakatwasuka kupa chenjedzo (kune vasingatendi) yemarwadzo akaomarara kubva kwavari, uye kupa mashoko akanaka kuvatendi (muhumwechete hwaAllah), avo vanoita mabasa akanaka, kuti vachawana mubairo wakanaka (Paradhiso).

Changelog