Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Kahf — Ayah 22

18:22
سَيَقُولُونَ ثَلَٰثَةٞ رَّابِعُهُمۡ كَلۡبُهُمۡ وَيَقُولُونَ خَمۡسَةٞ سَادِسُهُمۡ كَلۡبُهُمۡ رَجۡمَۢا بِٱلۡغَيۡبِۖ وَيَقُولُونَ سَبۡعَةٞ وَثَامِنُهُمۡ كَلۡبُهُمۡۚ قُل رَّبِّيٓ أَعۡلَمُ بِعِدَّتِهِم مَّا يَعۡلَمُهُمۡ إِلَّا قَلِيلٞۗ فَلَا تُمَارِ فِيهِمۡ إِلَّا مِرَآءٗ ظَٰهِرٗا وَلَا تَسۡتَفۡتِ فِيهِم مِّنۡهُمۡ أَحَدٗا ٢٢
(Vamwe) vanoti vaive vatatu, imbwa yavo yaive yechina; uye vamwe vanoti vaive vashanu, imbwa yavo yaive yechitanhatu, vachiifungidzira zvakavandika; uye vamwe vanoti vaive vanomwe, imbwa yavo yaive yechisere. Iti (Muhammad (SAW)): “Tenzi vangu vanoziva zvakanyanya huwandu hwavo, hapana anovaziva kunze kwevashoma.” Naizvozvo musava munoita hurukuro (pahuwandu wavo) kunze nehumboo huri pachena. Uye usava unovabvunza (maJudha nemaKristu) nezve vanhu vemubako.

Changelog