Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Kahf — Ayah 28

18:28
وَٱصۡبِرۡ نَفۡسَكَ مَعَ ٱلَّذِينَ يَدۡعُونَ رَبَّهُم بِٱلۡغَدَوٰةِ وَٱلۡعَشِيِّ يُرِيدُونَ وَجۡهَهُۥۖ وَلَا تَعۡدُ عَيۡنَاكَ عَنۡهُمۡ تُرِيدُ زِينَةَ ٱلۡحَيَوٰةِ ٱلدُّنۡيَاۖ وَلَا تُطِعۡ مَنۡ أَغۡفَلۡنَا قَلۡبَهُۥ عَن ذِكۡرِنَا وَٱتَّبَعَ هَوَىٰهُ وَكَانَ أَمۡرُهُۥ فُرُطٗا ٢٨
Uye tsungirira (Muhammad (SAW)) pamwe neavo vanosheedza Tenzi vavo (vatevedzeri vako) mangwanani nemasikati, vachitsvaga chiso chavo; uye maziso ako ngaasavapfuure, uchida shongedzo yehupenyu hwepano pasi; uye usatevere uyo watakaita moyo wake kuti ukanganwe yeuchidzo yedu, uye anotevedzera zvido zvake, uye mabasa ake akarasika.

Changelog