Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Kahf — Ayah 50

18:50
وَإِذۡ قُلۡنَا لِلۡمَلَٰٓئِكَةِ ٱسۡجُدُواْ لِأٓدَمَ فَسَجَدُوٓاْ إِلَّآ إِبۡلِيسَ كَانَ مِنَ ٱلۡجِنِّ فَفَسَقَ عَنۡ أَمۡرِ رَبِّهِۦٓۗ أَفَتَتَّخِذُونَهُۥ وَذُرِّيَّتَهُۥٓ أَوۡلِيَآءَ مِن دُونِي وَهُمۡ لَكُمۡ عَدُوُّۢۚ بِئۡسَ لِلظَّٰلِمِينَ بَدَلٗا ٥٠
Uye (Rangarira) patakati kune ngirozi: “Pfugamirai Adam.” Dzakapfugama dzese kunze kwaSatani, uyo anga ari umwe wemaJinn (Zvisikwa zvakasikwa nemoto). Haana kuteerera murawo waTenzi vake. Saka munomutora iye (Satani) nevana vake sevadziviriri nevabatsiri pane ini (Allah) asi vari vavengi venyu? Kwakaipa kudii kuchinjana kwevatadzi!

Changelog