Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Kahf — Ayah 55

18:55
وَمَا مَنَعَ ٱلنَّاسَ أَن يُؤۡمِنُوٓاْ إِذۡ جَآءَهُمُ ٱلۡهُدَىٰ وَيَسۡتَغۡفِرُواْ رَبَّهُمۡ إِلَّآ أَن تَأۡتِيَهُمۡ سُنَّةُ ٱلۡأَوَّلِينَ أَوۡ يَأۡتِيَهُمُ ٱلۡعَذَابُ قُبُلٗا ٥٥
Uye hapana chinotadzisa vanhu kutenda, apo kutungamirirwa (Qur’aan) kwauya kwavari, uye nekukumbira ruregerero kuna Tenzi vavo, kunze kwekuti nzira yemadzitateguru idzokorodzwe kwavari (kuparadzwa naAllah), kana kuti marwadzo aunzwe pamberi pavo zviripachena.

Changelog