Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Kahf — Ayah 7

18:7
إِنَّا جَعَلۡنَا مَا عَلَى ٱلۡأَرۡضِ زِينَةٗ لَّهَا لِنَبۡلُوَهُمۡ أَيُّهُمۡ أَحۡسَنُ عَمَلٗا ٧
Zvirokwazvo, takagadzira izvo zviri panyika seshongedzo yepo, kuti tive tinovaedza kuti ndiani pakati pavo achaita mabasa akanaka. (Avo vanoita mabasa akanaka nenzira inodiwa, vachimaitira kufadza Allah chete uye vachimaita semaitiro aiita Muhammad (SAW)).

Changelog