Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Maryam — Ayah 24

19:24
فَنَادَىٰهَا مِن تَحۡتِهَآ أَلَّا تَحۡزَنِي قَدۡ جَعَلَ رَبُّكِ تَحۡتَكِ سَرِيّٗا ٢٤
Pedzezvo (mwanakomana Isa (Jesu) kana kuti Ngirozi Gabriel) akave anodaidzira (akachema) kuzasi kwaMariya achiti: “Usasuruvare hako. Tenzi vako vave vanokuisira rwizi pasi pako.”

Changelog