Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Maryam — Ayah 4

19:4
قَالَ رَبِّ إِنِّي وَهَنَ ٱلۡعَظۡمُ مِنِّي وَٱشۡتَعَلَ ٱلرَّأۡسُ شَيۡبٗا وَلَمۡ أَكُنۢ بِدُعَآئِكَ رَبِّ شَقِيّٗا ٤
Akataura achiti: “Tenzi vangu (Allah)! Zvirokwazvo, mapfupa angu ava anoregwedeka (apera simba), uye pfupfu yave inopararira musoro (imvi dzapararira musoro), uye handina kumbobvira ndaomera kukukumbirai (muminamato yangu), Tenzi vangu (Allah)!”

Changelog