Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Maryam — Ayah 42

19:42
إِذۡ قَالَ لِأَبِيهِ يَٰٓأَبَتِ لِمَ تَعۡبُدُ مَا لَا يَسۡمَعُ وَلَا يُبۡصِرُ وَلَا يُغۡنِي عَنكَ شَيۡـٔٗا ٤٢
Paakati kuna baba vake: “Imi baba vangu! Munonamatirei izvo (zvimudhori) zvisinganzwi, uye zvisingaoni, neizvo zvisingakwanisi kukubatsirai nenzira ipi?”

Changelog