Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Maryam — Ayah 54

19:54
وَٱذۡكُرۡ فِي ٱلۡكِتَٰبِ إِسۡمَٰعِيلَۚ إِنَّهُۥ كَانَ صَادِقَ ٱلۡوَعۡدِ وَكَانَ رَسُولٗا نَّبِيّٗا ٥٤
Taurazve muBhuku (Qur’aan rino) nezva Ismail (Ishumaeri). Zvirokwazvo, akange ane chokwadi mune (zvose) zvaaivimbisa, uye akanga ari mutumwa (uye) ari muporofita.

Changelog