Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Maryam — Ayah 61

19:61
جَنَّٰتِ عَدۡنٍ ٱلَّتِي وَعَدَ ٱلرَّحۡمَٰنُ عِبَادَهُۥ بِٱلۡغَيۡبِۚ إِنَّهُۥ كَانَ وَعۡدُهُۥ مَأۡتِيّٗا ٦١
(Vachapinda mu) mapindu eEden (Paradhiso) ayo akatsiidzwa nevane nyasha zhinji (Allah) kune varanda vavo muzvisingaonekwi. Zvirokwazvo, chitsiidzo chavo (Allah) chichauya (muzvokwadi).

Changelog