Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Maryam — Ayah 64

19:64
وَمَا نَتَنَزَّلُ إِلَّا بِأَمۡرِ رَبِّكَۖ لَهُۥ مَا بَيۡنَ أَيۡدِينَا وَمَا خَلۡفَنَا وَمَا بَيۡنَ ذَٰلِكَۚ وَمَا كَانَ رَبُّكَ نَسِيّٗا ٦٤
Uye isu (ngirozi) hatiburuke (kubva kumatenga tichiuya pasi) tisina chisungo chaTenzi vako (iwe Muhammad (SAW)). Zvose zviri pamberi pedu, shure kwedu nezviri pakati peizvozvo (pezviviri – mberi neshure) ndezva Allah (nyika yose nekumatenga kose ndekwaAllah); zvekare Tenzi vako (Allah) havana hanganwa (havakanganwi).

Changelog