Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Maryam — Ayah 71

19:71
وَإِن مِّنكُمۡ إِلَّا وَارِدُهَاۚ كَانَ عَلَىٰ رَبِّكَ حَتۡمٗا مَّقۡضِيّٗا ٧١
Uye hakuna kana ani zvake pakati penyu, asi kutoti achadarika pamusoro paro (Gehena). Ichi ndicho chisungo chakatorongwa naTenzi vako (Allah) (chinofanira kuitika).

Changelog