Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Maryam — Ayah 80

19:80
وَنَرِثُهُۥ مَا يَقُولُ وَيَأۡتِينَا فَرۡدٗا ٨٠
Tichagara nhaka (zvose) zvaanotaura (panguva yake yokufa vangave vana kana hupfumi hwatakamupa), uye achauya kwatiri ari oga (nemabasa ake chete).

Changelog