Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Maryam — Ayah 82

19:82
كـَلَّاۚ سَيَكۡفُرُونَ بِعِبَادَتِهِمۡ وَيَكُونُونَ عَلَيۡهِمۡ ضِدًّا ٨٢
Kwete! (Asi izvo zvanamwari zvimudhori zvacho) zvicharamba kunamatwa kwazvona navo, uye zvichave zvinovapikisa (kureva kuti vanhu vanonamata zvimwe zvinhu zvisiri Allah, zvinhu izvozvo zvichavaramba pazuva rokutongwa).

Changelog