Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Taha — Ayah 108

20:108
يَوۡمَئِذٖ يَتَّبِعُونَ ٱلدَّاعِيَ لَا عِوَجَ لَهُۥۖ وَخَشَعَتِ ٱلۡأَصۡوَاتُ لِلرَّحۡمَٰنِ فَلَا تَسۡمَعُ إِلَّا هَمۡسٗا ١٠٨
Zuva iroro (vanhu) vachanyatsotevedzera (izwi) romushauri mushevedzeri (waAllah) nerumano (zvisina kutamba mukati) zvisina kutsveyama (mukati). Mazwi (ose) achazvininipisa kune vane ngoni zhinji (Allah), naizvozvo haumbonzwe (kana chii zvacho) kunze kwemitsindo yavo.

Changelog