Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Taha — Ayah 110

20:110
يَعۡلَمُ مَا بَيۡنَ أَيۡدِيهِمۡ وَمَا خَلۡفَهُمۡ وَلَا يُحِيطُونَ بِهِۦ عِلۡمٗا ١١٠
(Allah) vanoziva izvo zvinoitika kwavari (zvisikwa zvavo Allah) panyika pano, uye zvichazoitika kwavari (muhupenyu hwamangwana), asi ivo havatombokwanisa kutenderedza (kana chii zvacho) cheruzivo rwavo (Allah).

Changelog