Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Taha — Ayah 121

20:121
فَأَكَلَا مِنۡهَا فَبَدَتۡ لَهُمَا سَوۡءَٰتُهُمَا وَطَفِقَا يَخۡصِفَانِ عَلَيۡهِمَا مِن وَرَقِ ٱلۡجَنَّةِۚ وَعَصَىٰٓ ءَادَمُ رَبَّهُۥ فَغَوَىٰ ١٢١
Pedzezvo vakadya vari vaviri (Adam naHawwa (Evha)) kubvamo (mumuti), naizvozvo nhengo dzavo (dzemuviri) dzakatanga kuoneka kwavari, uye (vaviri ava) vakatanga kuzvifugidza nemashizha emuParadhiso. Saizvozvo Adam haana kuteerera Tenzi vake (Allah), ndokurasika.

Changelog