Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Taha — Ayah 133

20:133
وَقَالُواْ لَوۡلَا يَأۡتِينَا بِـَٔايَةٖ مِّن رَّبِّهِۦٓۚ أَوَلَمۡ تَأۡتِهِم بَيِّنَةُ مَا فِي ٱلصُّحُفِ ٱلۡأُولَىٰ ١٣٣
Uye vanoti: “Ko nemhaka yei asingatiunzire Aayah (Umboo, Chiratidzo) kubva kuna Tenzi vake?” Hauna kuuya here kwavari humboo uyo uri mumashizha ekutanga (Mabhuku eTorah neInjeel (Vhangeri), maererano nekuuya kwaMuhammad (SAW))?

Changelog