Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Taha — Ayah 27

20:27
وَٱحۡلُلۡ عُقۡدَةٗ مِّن لِّسَانِي ٢٧
“Uyezve sunungurai chifundo kubva parurimi rwangu (bvisai kutadza nekukanganisa kwangu mukutaura).” (Izvi zvokutadza kutaura zvakanaka – kukama kwaMusa kwakauya nokuda kwerasha raiva nemoto raakaisa mukanwa achiri mwana mudiki).

Changelog