Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Taha — Ayah 53

20:53
ٱلَّذِي جَعَلَ لَكُمُ ٱلۡأَرۡضَ مَهۡدٗا وَسَلَكَ لَكُمۡ فِيهَا سُبُلٗا وَأَنزَلَ مِنَ ٱلسَّمَآءِ مَآءٗ فَأَخۡرَجۡنَا بِهِۦٓ أَزۡوَٰجٗا مِّن نَّبَاتٖ شَتَّىٰ ٥٣
(Tenzi vangu) ndeavo vakaita kuti nyika kwamuri ive semubhedha (wakangowaridzwa), zvekare (ndiTenzi vangu) vakakuvhurirai nzira mairi, uye vakaburutsa mvura kubva kumatenga. Uye (isu Allah) takaburitsa mhando dzakasiyana siyana (ndudzi) dzezvirimwa kuburikidza nayo (mvura).

Changelog