Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Taha — Ayah 74

20:74
إِنَّهُۥ مَن يَأۡتِ رَبَّهُۥ مُجۡرِمٗا فَإِنَّ لَهُۥ جَهَنَّمَ لَا يَمُوتُ فِيهَا وَلَا يَحۡيَىٰ ٧٤
Zvirokwazvo, uyo anouya kuna Tenzi vake ari Mujrim (mutadzi, asingatendi muhumwechete hwaAllah achiita mabasa erima), naizvozvo zvirokwazvo, Gehena ndorake umo maasingambofi kana kurarama.

Changelog