Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Taha — Ayah 89

20:89
أَفَلَا يَرَوۡنَ أَلَّا يَرۡجِعُ إِلَيۡهِمۡ قَوۡلٗا وَلَا يَمۡلِكُ لَهُمۡ ضَرّٗا وَلَا نَفۡعٗا ٨٩
Havana kuona kuti (mhuru iya) yakanga isingadzoseri (kana) nezwi kwavari, uye yakanga isina simba rokuvakuvadza kana kuvaitira zvakanaka?

Changelog