Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Taha — Ayah 94

20:94
قَالَ يَبۡنَؤُمَّ لَا تَأۡخُذۡ بِلِحۡيَتِي وَلَا بِرَأۡسِيٓۖ إِنِّي خَشِيتُ أَن تَقُولَ فَرَّقۡتَ بَيۡنَ بَنِيٓ إِسۡرَٰٓءِيلَ وَلَمۡ تَرۡقُبۡ قَوۡلِي ٩٤
(Iye Haaroon (Aroni)) ndokuti: “Iwe mwana waamai vangu! Usave unondidhonza nendebvu dzangu kana nemusoro wangu? Zvirokwazvo, ndakatya kuti uchazoti: ‘Wakaparadzanisa pakati pevana vaIzrairi, uye hauna kuremekedza (izwi) shoko rangu.’”

Changelog