Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Anbya — Ayah 105

21:105
وَلَقَدۡ كَتَبۡنَا فِي ٱلزَّبُورِ مِنۢ بَعۡدِ ٱلذِّكۡرِ أَنَّ ٱلۡأَرۡضَ يَرِثُهَا عِبَادِيَ ٱلصَّٰلِحُونَ ١٠٥
Uye zvirokwazvo takanyora muZaboor (Mabhuku ese akadzikiswa, Torah, Vhangeri, Mapisarema, Qur’aan) mushure mekunge tanyora muyeuchidzo (Al-Lauh Al-Mahfoodh, Bhuku rina Allah kumatenga), kuti varanda vangu vakanaka vachagara nyika iyi nhaka (Paradhiso).

Changelog