Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Anbya — Ayah 22

21:22
لَوۡ كَانَ فِيهِمَآ ءَالِهَةٌ إِلَّا ٱللَّهُ لَفَسَدَتَاۚ فَسُبۡحَٰنَ ٱللَّهِ رَبِّ ٱلۡعَرۡشِ عَمَّا يَصِفُونَ ٢٢
Dai makanga muna vamwe vanamwari (mumatenga nepasi) kusara kwaAllah, zvirokwazvo, zvose zviri zviviri (Matenga nenyika) dai zvakaparara. Kurumbidzwa ngakuve kuna Allah, Tenzi vechigaro cheumambo (Arsh), vari pamusoro peizvo zvavanovatsanangudza nazvo (zvidhori, moto, vanhu, mhuka)!

Changelog