Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Anbya — Ayah 24

21:24
أَمِ ٱتَّخَذُواْ مِن دُونِهِۦٓ ءَالِهَةٗۖ قُلۡ هَاتُواْ بُرۡهَٰنَكُمۡۖ هَٰذَا ذِكۡرُ مَن مَّعِيَ وَذِكۡرُ مَن قَبۡلِيۚ بَلۡ أَكۡثَرُهُمۡ لَا يَعۡلَمُونَ ٱلۡحَقَّۖ فَهُم مُّعۡرِضُونَ ٢٤
Pamwe vakatora vamwe vanamwari (vekunamata) vachisiya ivo? Taura kuti: “Huyai nehumboo hwenyu.” Iri (Qur’aan) iyeuchidzo kune avo vandinavo uye iyeuchidzo yeavo vari mushure mangu. Asi vazhinji vavo havazivi chokwadi, saka vanhu vanofuratira.

Changelog