Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Anbya — Ayah 29

21:29
۞ وَمَن يَقُلۡ مِنۡهُمۡ إِنِّيٓ إِلَٰهٞ مِّن دُونِهِۦ فَذَٰلِكَ نَجۡزِيهِ جَهَنَّمَۚ كَذَٰلِكَ نَجۡزِي ٱلظَّٰلِمِينَ ٢٩
Uyo anotaura pakati pavo (kuti): “Zvirokwazvo, ndiri mwari kwete ivo (Allah),” akadaro tinomupa (Allah vari kutaura) mutongo weJahannam (Gehena). Aya ndiwo matongero atinoita vatadzi.

Changelog