Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Anbya — Ayah 39

21:39
لَوۡ يَعۡلَمُ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ حِينَ لَا يَكُفُّونَ عَن وُجُوهِهِمُ ٱلنَّارَ وَلَا عَن ظُهُورِهِمۡ وَلَا هُمۡ يُنصَرُونَ ٣٩
Dai avo vasingatendi vaiziva (mamiriro enguva) apo vachange vasingagoni kupumha (kudzima, kubvisa) moto kubva kuzviso zvavo, kana kubva kumashure kwavo, uye havambova vakabatsirwa.

Changelog