Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Anbya — Ayah 47

21:47
وَنَضَعُ ٱلۡمَوَٰزِينَ ٱلۡقِسۡطَ لِيَوۡمِ ٱلۡقِيَٰمَةِ فَلَا تُظۡلَمُ نَفۡسٞ شَيۡـٔٗاۖ وَإِن كَانَ مِثۡقَالَ حَبَّةٖ مِّنۡ خَرۡدَلٍ أَتَيۡنَا بِهَاۗ وَكَفَىٰ بِنَا حَٰسِبِينَ ٤٧
Tichava tinogadzika zvikero zvinoenzanisa (zvisingabiridziri) pazuva rekutongwa, zvokuti hapana munhu achadzvanyirirwa kunyange nepadiki pose (pakaita sei). Uye kana pane chicharema zvishoma kurema kwekamhodzi kadiki, tichachiburitsa pachena. Tisu tinokwanisa kutonga.

Changelog