Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Anbya — Ayah 82

21:82
وَمِنَ ٱلشَّيَٰطِينِ مَن يَغُوصُونَ لَهُۥ وَيَعۡمَلُونَ عَمَلٗا دُونَ ذَٰلِكَۖ وَكُنَّا لَهُمۡ حَٰفِظِينَ ٨٢
Uyezve kune mamwe maJinn (zvisikwa zvakasikwa nemoto) ayo haimunyurira (Soromoni mumvura achitsvaga matombo akakosha nezvimwe zvinhu), uye zvakare achiita rimwe basa rakasiyana neirori, uye takanga tirisu taivachengetedza.

Changelog