Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Anbya — Ayah 91

21:91
وَٱلَّتِيٓ أَحۡصَنَتۡ فَرۡجَهَا فَنَفَخۡنَا فِيهَا مِن رُّوحِنَا وَجَعَلۡنَٰهَا وَٱبۡنَهَآ ءَايَةٗ لِّلۡعَٰلَمِينَ ٩١
Uye uyo akazvichengetedza humhandara hwake (Mariam (Mariya)), takava tinofuridza mweya wedu kwaari (munguwo dzake kuburikidza neNgirozi, Gabriel, kuti ave nemwana), uye takaita kuti iye (Mariam) nemwana wake (Jesu) vave chiratidzo kumunhu wose (nemaJinn).

Changelog