Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hajj — Ayah 11

22:11
وَمِنَ ٱلنَّاسِ مَن يَعۡبُدُ ٱللَّهَ عَلَىٰ حَرۡفٖۖ فَإِنۡ أَصَابَهُۥ خَيۡرٌ ٱطۡمَأَنَّ بِهِۦۖ وَإِنۡ أَصَابَتۡهُ فِتۡنَةٌ ٱنقَلَبَ عَلَىٰ وَجۡهِهِۦ خَسِرَ ٱلدُّنۡيَا وَٱلۡأٓخِرَةَۚ ذَٰلِكَ هُوَ ٱلۡخُسۡرَانُ ٱلۡمُبِينُ ١١
Uye pakati pavanhu pane uyo anonamata Allah nekusagutsikana (asingazvitendi kuti kuna Allah); asi chinhu chakanaka chikamuwira (chikaitika kwaari) anogutsikana nacho; asi chinhu chakaipa chikamuwira anofuratira nechiso chake (anodzokera mukusatenda sekuenda kun’anga). Munhu uyu anorasikirwa nezvose panyika nekudenga. Uku ndiko kurasikirwa kuri pachena.

Changelog